Eksodo 39:6 - Shona BIBLE6 Vakagadzira mabwe eonikisi, akanyudzwa mukati mezviruva zvendarama, mazita avana VaIsiraeri akanyorwapo, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakagadzira mabge eoniksi, akanyudzwa mukati meɀiruʋa ɀendarama, mazita aʋana ʋaIsraeri akanyorwa’po, seɀinonyorwa ibge rokusimbisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Vakagadzira mabwe eonikisi, akanyudzwa mukati mezviruva zvendarama, mazita avana vaIsiraeri akanyorwapo, sezvinonyorwa ibwe rokusimbisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akatora mabwe eonikisi, akaaisa patusefa twesimbi twendarama akanyora paari sezvinoitwa pachidhindo, mazita avanakomana vaVaIsiraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akatora mabwe eonikisi, akaaisa patusefa twesimbi twendarama akanyora paari sezvinoitwa pachidhindo, mazita avanakomana vaVaIsiraeri. Sien die hoofstuk |