Eksodo 39:15 - Shona BIBLE15 Napahombodo akaita zviketani zvakafanana netambo yendarama yakamoniwa yakaisvonaka. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Napahomboɗo akaita ɀiketani ɀakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaiȿo‐naka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Napahombodo akaita zviketani zvakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaisvonaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Sien die hoofstuk |