Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 38:1 - Shona BIBLE

1 Akaita atari yezvibairo zvinopiswa nomuakeshia; kureba kwayo kwaiva makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; yakanga iine nhivi ina dzakanga dzakaenzana, nokukwirira kwayo kwaiva makubhiti matatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Akaita artari yeɀiɓayiro ɀinopiswa nomuakasia; kureɓa kwayo kwaiʋa makubiti mashanu, noʋupamhi bgayo makubiti mashanu; yakaŋga inenhiʋi inna dzakaŋga dzakaenzana, nokukwirira kwayo kwaiʋa makubiti matatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Akaita atari yezvibayiro zvinopiswa nomuakasia; kureba kwayo kwaiva makubhiti mashanu, noupamhi hwayo makubhiti mashanu; yakanga ine nhivi ina dzakanga dzakaenzana, nokukwirira kwayo kwaiva makubhiti matatu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Akaveza mapango omuunga akagadzira atari. Kureba kwayo kwaiita mamita maviri ana masendimita makumi maviri, upamhi hwayo hwaiva mamita mazana maviri ana masendimita makumi maviri, kukwira kwayo kwakanga kuchiita mita imwechete, ina masendimita makumi matatu. Mativi mana eatari akanga akaenzana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Eksodo 38:1

Volg ons:

Advertensies

Advertensies