Eksodo 36:35 - Shona BIBLE35 Akaitawo keteni nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; akachiita namakerubhi, rikava basa romunhu anogona. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Akaita ʋo cidzitiro neɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; akaciita namakerubi, rikaʋa ɓasa romunhu unogona. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200235 Akaitawo chidzitiro nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; akachiita namakerubhi, rikava basa romunhu anogona. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akagadzira jira rokudzikatirisa nerineni yakanakisisa yeruvara rwedenga neruvara rwehute nerutsvuku yakarukirirwa makerubhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona35 Akagadzira jira rokudzikatirisa nerineni yakanakisisa yeruvara rwedenga neruvara rwehute nerutsvuku yakarukirirwa makerubhu. Sien die hoofstuk |