Eksodo 36:1 - Shona BIBLE1 “Zvino Bhezareri naOhoriabhu vanofanira kubata basa pamwechete navarume vose vane mwoyo yakangwara, vakapiwa naJehovha kuchenjera nokunzwisisa kuti vazive kubata mabasa ose okushuma panzvimbo tsvene, zvose zvakarairwa naJehovha.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Bezareri naOhoriabi ʋanofanira kuɓate‐ɓasa pamŋe cete naʋarume ʋose ʋanemŋoyo yakaŋgwara, ʋakapiwa naJehova kucenjera nokunzwisisa kuti ʋaziʋe kuɓata maɓasa ose okushuma panɀimbo tȿene, ɀose ɀakarairwa naJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 “Zvino Bhezareri naOhoriabhu vanofanira kubata basa pamwechete navarume vose vane mwoyo yakangwara, vakapiwa naJehovha kuchenjera nokunzwisisa kuti vazive kubata mabasa ose okushuma panzvimbo tsvene, zvose zvakarairwa naJehovha.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Bhezarieri naOhoriabhu vanofanira kushanda navose vakapiwa naTenzi ruzivo noungwaru hwokuita mabasa ose okuvaka Nzvimbo Inoera, sezvakanzi naTenzi zviitwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Bhezarieri naOhoriabhu vanofanira kushanda navose vakapiwa naTenzi ruzivo noungwaru hwokuita mabasa ose okuvaka Nzvimbo Inoera, sezvakanzi naTenzi zviitwe.” Sien die hoofstuk |