Eksodo 35:1 - Shona BIBLE1 Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana VaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mosesi wakaʋuŋganidza ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati kwaʋari: Ndiwo mashoko akarairwa naJehova kuti muaite: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana vaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite: Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite: Sien die hoofstuk |