Eksodo 34:28 - Shona BIBLE28 Akavako kuna Jehovha mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana; wakanga asingadyi zvokudya kana kunwa mvura. Akanyora pamahwendefa mashoko esungano, iyo mirairo ine gumi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akaʋa’ko kunaJehova mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna; wakaŋga asiŋgadyi ɀokudya, kana kunwa mvura. Akanyora pamahwendefa mashoko esuŋgano, iyo mirairo inegumi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Akavako kuna Jehovha mazuva ana makumi mana nousiku unamakumi mana; wakanga asingadyi zvokudya kana kunwa mvura. Akanyora pamahwendefa mashoko esungano, iyo mirairo ine gumi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mosesi akagara mugomo reSinai siku nesikati kwamazuva makumi mana aina Tenzi, asina chaainwa kana kudya. Mwari akanyora pamafendefa mitemo gumi yechitenderano. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mosesi akagara mugomo reSinai siku nesikati kwamazuva makumi mana aina Tenzi, asina chaainwa kana kudya. Mwari akanyora pamafendefa mitemo gumi yechitenderano. Sien die hoofstuk |