Eksodo 33:9 - Shona BIBLE9 Zvino kana Mosesi apinda muTende, shongwe yegore yaJehovha yaiburuka ikamira pamukova weTende, Jehovha akataura naMosesi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino kana Mosesi apinda muTente, shoŋgwe yegore yaJehova yaiɓuruka ikamira pamukoʋa weTente, Jehova akataura naMosesi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kana Mosesi apinda muTende, shongwe yegore yaJehovha yaiburuka ikamira pamukova weTende, Jehovha akataura naMosesi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi aiti kana apindamo, shongwe yegore yaiuya yomira pamusuo wetendhe iroro, Tenzi otaura naMosesi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mosesi aiti kana apindamo, shongwe yegore yaiuya yomira pamusuo wetendhe iroro, Tenzi otaura naMosesi. Sien die hoofstuk |