Eksodo 33:17 - Shona BIBLE17 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndichaitawo chinhu ichi chawareva, nokuti wawana nyasha pamberi pangu, ndinokuziva nezita rako.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Ndicaita ʋo cinhu ici cawareʋa, nokuti wawana nyasha pamberi paŋgu, ndinokuziʋa nezita rako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndichaitawo chinhu ichi chawareva, nokuti wawana nyasha pamberi pangu, ndinokuziva nezita rako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Tenzi akapindurawo Mosesi achiti, “Zvawataura ndichaita izvozvo chaizvo ndozvandichaita nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Tenzi akapindurawo Mosesi achiti, “Zvawataura ndichaita izvozvo chaizvo ndozvandichaita nokuti ndinofadzwa newe uye ndinokuziva nezita.” Sien die hoofstuk |