Eksodo 32:2 - Shona BIBLE2 Zvino Aroni akati kwavari, “Gurai zvindori zvendarama zviri panzeve dzavakadzi venyu nedzavanakomana venyu navanasikana venyu, muuye nazvo kwandiri.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Aroni akati kwaʋari: Gurai ɀindori ɀendarama ɀiri panzeʋe dzaʋakadzi ʋenyu nedzaʋanakomana ʋenyu naʋanasikana ʋenyu, muʋuye naɀo kwandiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Aroni akati kwavari, “Gurai zvindori zvendarama zviri panzeve dzavakadzi venyu nedzavanakomana venyu navanasikana venyu, muuye nazvo kwandiri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Aroni ndokuvati, “Endai mubvise mhete dzendarama dziri panzeve dzamadzimai enyu nedzavana venyu vakomana navasikana, muuye nadzo kwandiri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Aroni ndokuvati, “Endai mubvise mhete dzendarama dziri panzeve dzamadzimai enyu nedzavana venyu vakomana navasikana, muuye nadzo kwandiri.” Sien die hoofstuk |