Eksodo 30:7 - Shona BIBLE7 Aroni anofanira kupisa pamusoro payo zvinonhuwira zvemiti yakanaka; ngaazvipise mangwanani ose, kana achigadzira mwenje. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Aroni unofanira kupisa pamsoro payo ɀinonhuwira ɀemiti yakanaka; ŋgaaɀipise maŋgwanani ose, kana acigadzira mŋenje. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Aroni anofanira kupisa pamusoro payo zvinonhuwira zvemiti yakanaka; ngaazvipise mangwanani ose, kana achigadzira mwenje. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo. Sien die hoofstuk |