Eksodo 27:13 - Shona BIBLE13 Napaupamhi hworuvazhe kurutivi rwamabvazuva, kunotarira kurutivi rwamabvazuva, kunotarira kumabvazuva, ngakuve namakubhiti ana makumi mashanu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Napaʋupamhi bgoruʋazhe kurutiʋi rwamabvazuʋa, kunotarira kumabvazuʋa, ŋgakuʋe namakubiti anamakumi mashanu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Napaupamhi hworuvazhe kurutivi rwamabvazuva, kunotarira kurutivi rwamabvazuva, kunotara kumabvazuva, ngakuve namakubhiti ana makumi mashanu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hwasha hwenhandare iyoyo kumabvazuva, kune musuo wayo, ngakuite mamita makumi maviri ana maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hwasha hwenhandare iyoyo kumabvazuva, kune musuo wayo, ngakuite mamita makumi maviri ana maviri. Sien die hoofstuk |