Eksodo 26:8 - Shona BIBLE8 Kureba kwejira rimwe ngakuve makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe aenzane. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kureɓa kwejira rimŋe ŋgakuʋe makubiti anamakumi matatu, noʋupamhi bgejira rimŋe makubiti manna; macira anegumi nerimŋe aenzane. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Kureba kwejira rimwe ngakuve makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe aenzane. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Machira acho ose ari gumi nerimwechete, ngaave akaenzana. Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namatatu, kufara kwaro kuite mamita maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Machira acho ose ari gumi nerimwechete, ngaave akaenzana. Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namatatu, kufara kwaro kuite mamita maviri. Sien die hoofstuk |