Eksodo 23:7 - Shona BIBLE7 Unzvenge shoko renhema; usauraya munhu asina mhosva uye akarurama, nokuti handingaruramisiri akaipa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Unɀeŋge shoko renhema; usaʋuraya munhu usinemhoȿa ʋuye wakarurama, nokuti handiŋgaruramisiri wakaipa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Unzvenge shoko renhema; usauraya munhu asina mhosva uye akarurama, nokuti handingaruramisiri akaipa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Siyana nokupomera vanhu mhosva dzavasina, urege kuti munhu asina mhosva, mururami aurayiwe. Ndinodaro nokuti muipi handingati haana mhosva. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Siyana nokupomera vanhu mhosva dzavasina, urege kuti munhu asina mhosva, mururami aurayiwe. Ndinodaro nokuti muipi handingati haana mhosva. Sien die hoofstuk |