Eksodo 23:4 - Shona BIBLE4 Kana ukasangana nenzombe kana mbongoro yakarasika yomuvengi wako, zvirokwazvo unofanira kuidzosera kwaari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ukasoŋgana nenzombe kana mboŋgoro yakarashika yomuʋeŋgi wako, ɀirokwaɀo unofanira kuidzosera kwaari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Kana ukasangana nenzombe kana mbongoro yakarasika yomuvengi wako, zvirokwazvo unofanira kuidzosera kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Kana ukaona mombe kana kuti dhongi romuvengi wako rarasika unofanira kuridzorera kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Kana ukaona mombe kana kuti dhongi romuvengi wako rarasika unofanira kuridzorera kwaari. Sien die hoofstuk |