Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 23:33 - Shona BIBLE

33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukutadzisa pamberi pangu, nokuti kana ukashumira vamwari vavo, zvirokwazvo izvo zvichava musungo kwauri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Haʋafaniri kugara munyika yako, kuti ʋarege kukutadzisa pamberi paŋgu, nokuti kana ukashumira ʋamŋari ʋaʋo, ɀirokwaɀo iɀo ɀicaʋa musuŋgo kwauri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukutadzisa pamberi pangu, nokuti kana ukashumira vamwari vavo, zvirokwazvo izvo zvichava musungo kwauri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Musarege vanhu ivavo vachigara munyika menyu, vangadaro vakazokufurirai mukazonditadzira nokuti kana mukanamata vamwari vavo kuteyiwa chaiko kwamatoitwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Musarege vanhu ivavo vachigara munyika menyu, vangadaro vakazokufurirai mukazonditadzira nokuti kana mukanamata vamwari vavo kuteyiwa chaiko kwamatoitwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 23:33

Volg ons:

Advertensies

Advertensies