Eksodo 23:29 - Shona BIBLE29 Handingavadzingi pamberi pako negore rimwe, kuti nyika irege kuita renje, zvikara zvesango zvirege kukuwandira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Handiŋgaʋadziŋgi pamberi pako negore rimŋe, kuti nyika irege kuita renje, ɀikara ɀesaŋgo ɀirege kukuwandira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Handingavadzingi pamberi pako negore rimwe, kuti nyika irege kuita renje, zvikara zvesango zvirege kukuwandira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai. Sien die hoofstuk |