Eksodo 22:6 - Shona BIBLE6 Kana moto ukadarika, ukabata minzwa, ukapisa murwi wezviyo, kana zviyo zvichiri mumunda, kana munda umene, iye akatungidza moto anofanira kuripa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana mŋoto ukaɗarikira, ukaɓata minzwa, ukapisa murwi weɀiyo, kana ɀiyo ɀiciri mumunda, kana munda umene, iye wakatuŋgidza mŋoto unofanira kuripa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Kana moto ukadarika, ukabata minzwa, ukapisa murwi wezviyo, kana zviyo zvichiri mumunda, kana munda umene, iye akatungidza moto anofanira kuripa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana moto ukabatidzwa ukaenderera nomuminzwa kumunda womumwe, ukandopisa mbesa dzake dzakaunganidzwa kana kuti dzimire, munhu anenge atungidza moto iwoyo ngaaripiswe chaizvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Kana moto ukabatidzwa ukaenderera nomuminzwa kumunda womumwe, ukandopisa mbesa dzake dzakaunganidzwa kana kuti dzimire, munhu anenge atungidza moto iwoyo ngaaripiswe chaizvo. Sien die hoofstuk |