Eksodo 22:21 - Shona BIBLE21 Usaitira mutorwa zvakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Usaitira mutorwa ɀakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemi ʋo maiʋa ʋatorwa munyika yeEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Usaitira mutorwa zvakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti. Sien die hoofstuk |