Eksodo 22:14 - Shona BIBLE14 Kana munhu achinge akumbira chinhu kune wekwake, chakuvara, kana kufa, muridzi wacho asisipo, zvirokwazvo anofanira kuchiripa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana munhu aciŋge akumbira cinhu kunowokwake, cikakuʋara, kana kufa, muridzi waco asisi’po, ɀirokwaɀo unofanira kuciripa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Kana munhu achinge akumbira chinhu kunowokwake, chakuvara, kana kufa, muridzi wacho asisipo, zvirokwazvo anofanira kuchiripa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa. Sien die hoofstuk |