Eksodo 22:12 - Shona BIBLE12 Asi kana zvikabiwa zviri kwaari, anofanira kuripira muridzi wazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi kana ɀikaɓiwa ɀiri kwaari, unofanira kuripira muridzi waɀo Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Asi kana zvikabiwa zviri kwaari, anofanira kuripira muridzi wazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi kana zviri zvechokwadi kuti chakabiwa, nyakuchichengeteswa ngaaripe muridzi wacho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi kana zviri zvechokwadi kuti chakabiwa, nyakuchichengeteswa ngaaripe muridzi wacho. Sien die hoofstuk |