Eksodo 21:7 - Shona BIBLE7 Kana munhu akatengesa mukunda wake kuti ave murandakadzi, iye haafaniri kubuda savaranda varume. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana munhu akateŋgesa mukunda wake kuti aʋe murandakadzi, iye haafaniri kuɓuɗa saʋaranda ʋarume. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Kana munhu akatengesa mukunda wake kuti ave murandakadzi, iye haafaniri kubuda savaranda varume. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Kana munhu akatengesa mwanasikana wake kuti ave muranda, haazosunungurwa muuranda sezvinoitwa munhurume. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Kana munhu akatengesa mwanasikana wake kuti ave muranda, haazosunungurwa muuranda sezvinoitwa munhurume. Sien die hoofstuk |