Eksodo 21:21 - Shona BIBLE21 Asi kana akararama zuva rimwe kana maviri, haafaniri kutsiviwa; nokuti iye imari yake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi kana akararama zuʋa rimŋe kana maʋiri, haafaniri kutsibga; nokuti iye imari yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Asi kana akararama zuva rimwe kana maviri, haafaniri kutsiviwa; nokuti iye imari yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. Sien die hoofstuk |