Eksodo 21:15 - Shona BIBLE15 Anorova baba vake kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Unoroʋa ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Anorova baba vake kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Ani naani zvake anorova baba vake kana amai vake, anofanira kutofa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Ani naani zvake anorova baba vake kana amai vake, anofanira kutofa. Sien die hoofstuk |