Eksodo 2:6 - Shona BIBLE6 Akaizarura, akona mwana, mwana wechikomana, onei anochema. Akamunzwira ngoni, akati, “Ndomumwe wavana vaVaHebheru.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akaizarura, akaʋona mŋana, mŋana wecikomana, ʋonei unocema. Akamunzwira ŋgoni, akati: Ndomumŋe waʋana ʋaʋaHeberu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Akaizarura, akona mwana, mwana wechikomana, onei anochema. Akamunzwira ngoni, akati, “Ndomumwe wavana vavaHebheru.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mukunda waFarao paakakudubura tswanda iyi akaona mune mwana mucheche akanga achichema. Akamunzwira tsitsi akati, “Mwana uyu mwana womuHebheru chete.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mukunda waFarao paakakudubura tswanda iyi akaona mune mwana mucheche akanga achichema. Akamunzwira tsitsi akati, “Mwana uyu mwana womuHebheru chete.” Sien die hoofstuk |