Eksodo 2:4 - Shona BIBLE4 Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa kwaari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hanɀadzi yake ikandomira kure ɀishoma, kuti aziʋe ɀicaitwa naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari. Sien die hoofstuk |