Eksodo 2:3 - Shona BIBLE3 Akati asisagoni kumuvanza, akamutorera tswanda yenhokwe, akainamira nebhitumini nenamo, akaisa mwana mukati mayo, akaigadzika pakati petsanga pamhenderekedzo dzorwizi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Wakati asicagoni kumuʋanza, akamutorera tswanda yenhokwe, akainamira nebitumini nenamo, akaisa mŋana mukati mayo, akaigadzika pakati petsaŋga pamhenderekedzo dzorwizi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Akati asisagoni kumuvanza, akamutorera tswanda yenhokwe, akainamira nebhitumini nenamo, akaisa mwana mukati mayo, akaigadzika pakati petsanga pamhenderekedzo dzorwizi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Paakazoona kuti haachagona kuramba akamuvanza, akatora tswanda yakarukwa nenhokwe, akainama netara nenamo, ndokuisa mwana wake imomo, akandoisa tswanda iyi mutsanga, kumahombekombe aNairi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Paakazoona kuti haachagona kuramba akamuvanza, akatora tswanda yakarukwa nenhokwe, akainama netara nenamo, ndokuisa mwana wake imomo, akandoisa tswanda iyi mutsanga, kumahombekombe aNairi. Sien die hoofstuk |