Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 2:14 - Shona BIBLE

14 Iye akati, “Ndianiko akakuita ishe nomutongi wedu? Unoda kundiuraya ini sezvawakauraya uya muIjipiti kani?” Mosesi akatya, akati, “Zvirokwazvo, chinhu ichi chazikanwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Iye akati: Ndianiko wakakuita ishe nomutoŋgi weɗu? Unoɗa kundiʋuraya ini seɀawakaʋuraya uya muEgipita kanhi? Mosesi akatya, akati: Ɀirokwaɀo, cinhu ici cazikanwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Iye akati, “Ndianiko akakuita ishe nomutongi wedu? Unoda kundiuraya ini sezvawakauraya uya muIjipiti kani?” Mosesi akatya, akati, “Zvirokwazvo, chinhu ichi chazikanwa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Murume iyeyo akati, “Ndiani akakuita ishe nomutongi wedu iwe? Heya unoda kundiuraya sezvawakaita muIjipiti uya nhai!” Mosesi akatya akati, “Inga zvandakaita zviya zvava kutozikanwa!”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Murume iyeyo akati, “Ndiani akakuita ishe nomutongi wedu iwe? Heya unoda kundiuraya sezvawakaita muIjipiti uya nhai!” Mosesi akatya akati, “Inga zvandakaita zviya zvava kutozikanwa!”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 2:14

Volg ons:

Advertensies

Advertensies