Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 2:11 - Shona BIBLE

11 Zvino namazuva iwayo Mosesi akura, akaenda kunoona hama dzake, akandotarira mabasa avo; akaona muIjipiti achirova muHebheru, mumwe wehama dzake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino namazuʋa iwayo Mosesi akura, akaenda kundoʋona hama dzake, akandotarira mirimo yaʋo; akaʋona muEgipita aciroʋa muHeberu, mumŋe wehama dzake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino namazuva iwayo Mosesi akura, akaenda kundoona hama dzake, akandotarira mirimo yavo; akaona muIjipiti achirova muHebheru, mumwe wehama dzake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Rimwe zuva, Mosesi akura, zvakaitika kuti akaenda kundoona vanhu verudzi rwake vaHebheru. Akaona mabasa anorema avaiitiswa, akaonawo muIjipiti achirova muHebheru.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Rimwe zuva, Mosesi akura, zvakaitika kuti akaenda kundoona vanhu verudzi rwake vaHebheru. Akaona mabasa anorema avaiitiswa, akaonawo muIjipiti achirova muHebheru.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 2:11

Volg ons:

Advertensies


Advertensies