Eksodo 19:24 - Shona BIBLE24 Jehovha akati kwaari, “Enda uburuke, mukwirezve, iwe naAroni, anewe; asi vapristi navanhu ngavarege kupfuurira kuenda kuna Jehovha, kuti arege kuvaparadza.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Jehova akati kwaari: Enda uɓuruke, mukwire ɀe, iwe naAroni, anewe; asi ʋaprista naʋanhu ŋgaʋarege kupaza kunaJehova, kuti arege kuʋaparadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Jehovha akati kwaari, “Enda uburuke, mukwirezve, iwe naAroni, anewe; asi vapristi navanhu ngavarege kupaza kuna Jehovha, kuti arege kuvaparadza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Tenzi akamuti, “Chiburuka undouya naAroni. Vapristi navanhu ngavarege kudarika muganho, kana kukwira kuno kwandiri. Kana vakadaro ndichavaparadza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Tenzi akamuti, “Chiburuka undouya naAroni. Vapristi navanhu ngavarege kudarika muganho, kana kukwira kuno kwandiri. Kana vakadaro ndichavaparadza.” Sien die hoofstuk |