Eksodo 19:21 - Shona BIBLE21 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Buruka, undoraira vanhu kuti varege kupfuurira kuenda kuna Jehovha kundotarira, kuti vazhinji vavo varege kufa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ƃuruka, undoraira ʋanhu kuti ʋarege kupaza kunaJehova kundotarira, kuti ʋazhinji ʋaʋo ʋarege kufa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Buruka, undoraira vanhu kuti varege kupaza kuna Jehovha kundotarira, kuti vazhinji vavo varege kufa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Buruka undoyambira vanhu kuti varege kudarika muganho vachida kundiona nokuti vakangodaro vazhinji pakati pavo vangafe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Buruka undoyambira vanhu kuti varege kudarika muganho vachida kundiona nokuti vakangodaro vazhinji pakati pavo vangafe. Sien die hoofstuk |