Eksodo 19:18 - Shona BIBLE18 Gomo rose reSinai rakanga richipfungaira, nokuti Jehovha akanga aburukira pamusoro paro mumoto; utsi hwaro hukakwira soutsi hwehovhoni; gomo rose rikazununguka kwazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Gomo rose reSinai rakaŋga ricipfuŋgaira, nokuti Jehova wakaŋga aɓurukira pamsoro paro mumŋoto; ʋutsi bgaro ʋukakwira soʋutsi bgeʋira; gomo rose rikazunuŋguka kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Gomo rose reSinai rakanga richipfungaira, nokuti Jehovha akanga aburukira pamusoro paro mumoto; utsi hwaro ukakwira soutsi hwevira; gomo rose rikazununguka kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Gomo rose reSinai rakati gude gude kufukidzwa noutsi, nokuti Tenzi akanga aburukira pamusoro paro ari mumoto. Utsi hwakati togo-o sokunge huri kubva muvira romoto. Gomo rose rakandengendeka zvikuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Gomo rose reSinai rakati gude gude kufukidzwa noutsi, nokuti Tenzi akanga aburukira pamusoro paro ari mumoto. Utsi hwakati togo-o sokunge huri kubva muvira romoto. Gomo rose rakandengendeka zvikuru. Sien die hoofstuk |