Eksodo 18:4 - Shona BIBLE4 nezita romumwe rainzi Eriazari, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu, akandirwira pamunondo waFarao.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 nezita romumŋe rainzi Eriezeri, nokuti wakati: Mŋari waɓaɓa ʋaŋgu wakaŋga ari muɓatsiri waŋgu, akandirwira pamunondo waFarao — Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 nezita romumwe rainzi Ereazari, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu, akandirwira pamunondo waFarao.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mumwe ainzi Eriezero, nokuti aiti, “Mwari wababa vangu ndiye akava mubatsiri wangu, akandinunura kuna Farao akasandiuraya.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mumwe ainzi Eriezero, nokuti aiti, “Mwari wababa vangu ndiye akava mubatsiri wangu, akandinunura kuna Farao akasandiuraya.” Sien die hoofstuk |