Eksodo 16:13 - Shona BIBLE13 Zvino madekwana zvihuta zvakauya, zvikamhara zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino maɗekwana ɀihuta ɀikakwira, ɀikafukidza misasa; fume maŋgwana ɗoʋa rakaŋga rakapoteredza misasa Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Zvino madekwana zvihuta zvikakwira, zvikafukidza misasa; fume mangwana dova rakanga rakapoteredza misasa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ava manheru kwakauya zvihuta zvizhinji zvikazara pamatendhe avo, mangwana acho dova rikafuma rakati ware ware panharaunda yamatendhe avo. Sien die hoofstuk |