Eksodo 15:21 - Shona BIBLE21 Miriami akavapindura akati, “Imbirai Jehovha, nokuti akasimuka nesimba rake; akakandira bhiza nomutasvi waro mugungwa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Miriami akaʋapindura, akati: Imbirai Jehova, nokuti wakasimuka nesimba rake; Wakakandira biza nomutaȿi waro muguŋgwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Miriami akavapindura akati, “Imbirai Jehovha, nokuti akasimuka nesimba rake; akakandira bhiza nomutasvi waro mugungwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Miriamu akashaura vachiti; “Imbirai Tenzi nokuti akurira, akurira zvino mukurumbira, ngoro dzehondo navachairi vacho azviti mugunwa bvuva bvuva.” Sien die hoofstuk |