Eksodo 14:15 - Shona BIBLE15 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana VaIsiraeri kuti vapfuurire mberi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Unoɗanidzireiko kwandiri? Ʋudza ʋana ʋaIsraeri kuti ʋapfuʋurire mberi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unodanidzireiko kwandiri? Udza vana vaIsiraeri kuti vapfuurire mberi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Tenzi akati kuna Mosesi, “Uri kuchemereiko kwandiri? Udza vaIsiraeri kuti varambe vachifamba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Tenzi akati kuna Mosesi, “Uri kuchemereiko kwandiri? Udza vaIsiraeri kuti varambe vachifamba. Sien die hoofstuk |