Eksodo 14:10 - Shona BIBLE10 Zvino Farao akati asvika pedyo, vana VaIsiraeri vakasimudza meso avo, vakaona VaIjipiti vachivateverera, vakatya kwazvo; vana VaIsiraeri vakachema kuna Jehovha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Farao wakati aȿika pedyo, ʋana ʋaIsraeri ʋakasimudza meso aʋo, ʋakaʋona ʋaEgipita ʋaciʋateʋerera, ʋakatya kwaɀo; ʋana ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Farao akati asvika pedyo, vana vaIsiraeri vakasimudza meso avo, vakaona vaIjipiti vachivateverera, vakatya kwazvo; vana vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Farao paakanga oswedera pedyo navo, vaIsiraeri vakacheuka, onei vaIjipiti vakarongana vachivatevera, vakatya kwazvo vakachema kuna Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Farao paakanga oswedera pedyo navo, vaIsiraeri vakacheuka, onei vaIjipiti vakarongana vachivatevera, vakatya kwazvo vakachema kuna Tenzi. Sien die hoofstuk |