Eksodo 13:7 - Shona BIBLE7 Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyangwe mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa ŋgacidyiwe mazuʋa manomŋe: ciŋgwa cakaʋiriswa ŋgacirege kuʋonekwa kwauri, kunyaŋge mbiriso ŋgairege kuʋonekwa kwauri panyika yako yose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyange mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose. Sien die hoofstuk |