Eksodo 12:26 - Shona BIBLE26 Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino kana ʋana ʋenyu ʋakati kwamuri: Ƃasa iri rinoti kuɗiniko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ Sien die hoofstuk |