Eksodo 12:10 - Shona BIBLE10 Musasiya chimwe charo kusvikira mangwana; zvose zvaro zvinosara kusvikira mangwana muzvipise nomoto.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Musasiya cimŋe caro kuȿikira maŋgwana; ɀose ɀaro ɀinosara kuȿikira maŋgwana muɀipise nomŋoto. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Musasiya chimwe charo kusvikira mangwana; zvose zvaro zvinosara kusvikira mangwana muzvipise nomoto.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ngavarege kusiya imwe nyama yamangwana. Kana pane inenge yasara kusvikira mangwana acho ngaipiswe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ngavarege kusiya imwe nyama yamangwana. Kana pane inenge yasara kusvikira mangwana acho ngaipiswe. Sien die hoofstuk |