Eksodo 10:7 - Shona BIBLE7 Zvino varanda vaFarao vakati kwaari, “Munhu uyu achava musungo kwatiri kusvikira rinhiko? Tenderai henyu vanhu kuenda, vanonamata Jehovha Mwari wavo; hamuzivi here kuti Ijipiti yaparadzwa?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋaranda ʋaFarao ʋakati kwaari: Munhu uyu ucaʋa musuŋgo kwatiri kuȿikira riniko? Tenderai henyu ʋanhu kuenda, ʋandonamata Jehova Mŋari waʋo; hamuziʋi here kuti Egipita raparadzwa? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Zvino varanda vaFarao vakati kwaari, “Munhu uyu achava musungo kwatiri kusvikira riniko? Tenderai henyu vanhu kuenda, vandonamata Jehovha Mwari wavo; hamuzivi here kuti Ijipiti raparadzwa?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Machinda aFarao akamuti, “Munhu uyu acharamba achititambudzisa kusvikira riniko? Zviri nani kuti murege vaIsiraeri vaende zvavo vandonamata Tenzi, Mwari wavo. Ko nazvino wose hamusi kuonawo here kuti kutoparara kuri kuita nyika yeIjipiti ikoku?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Machinda aFarao akamuti, “Munhu uyu acharamba achititambudzisa kusvikira riniko? Zviri nani kuti murege vaIsiraeri vaende zvavo vandonamata Tenzi, Mwari wavo. Ko nazvino wose hamusi kuonawo here kuti kutoparara kuri kuita nyika yeIjipiti ikoku?” Sien die hoofstuk |