Eksodo 10:3 - Shona BIBLE3 Zvino Mosesi naAroni vakapinda kuna Farao, vakati kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari waVaHebheru, ‘Ucharamba kuzvininipisa pamberi pangu kusvikira rinhiko?’ Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Mosesi naAroni ʋakapinda kunaFarao, ʋakati kwaari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Ucaramba kuɀininipisa pamberi paŋgu kuȿikira riniko? Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Mosesi naAroni vakapinda kuna Farao, vakati kwaari, “Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru, ‘Ucharamba kuzvininipisa pamberi pangu kusvikira riniko?’ Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mosesi naAroni vakaenda kuna Farao vakandoti, “Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru, ‘Iwe ucharamba kuzvirereka kwandiri kusvikira riniko? Rega vanhu vangu vaende vandondinamata Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mosesi naAroni vakaenda kuna Farao vakandoti, “Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru, ‘Iwe ucharamba kuzvirereka kwandiri kusvikira riniko? Rega vanhu vangu vaende vandondinamata Sien die hoofstuk |