Eksodo 10:26 - Shona BIBLE26 Zvipfuwo zvedu zvichaendawo nesu, hakungasari kunyangwe nehwanda rimwe, nokuti tinofanira kutora kwazviri kuti tinamate nazvo Jehovha Mwari wedu; hatizivi zvatinganamata Jehovha nazvo kudzimana tasvikapo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀipfuwo ɀeɗu ɀicaenda ʋo nesu, hakuŋgasari kunyaŋge nehwanda rimŋe, nokuti tinofanira kutora kwaɀiri kuti tinamate naɀo Jehova Mŋari weɗu; hatiziʋi ɀatiŋganamata Jehova naɀo kudzimana taȿika po. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Zvipfuwo zvedu zvichaendawo nesu, hakungasari kunyange nehwanda rimwe, nokuti tinofanira kutora kwazviri kuti tinamate nazvo Jehovha Mwari wedu; hatizivi zvatinganamata Jehovha nazvo kudzimana tasvikapo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Tichaendawo nezvipfuwo zvedu, hapana kana nechimwechete chinofanira kusara. Muzvipfuwo zvedu ndimo matichasarudza zvatichazobaya tichipisira Tenzi, Mwari wedu. Hatingazivizve kuti ndechipi chatichabayira Tenzi tisati tasvikako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Tichaendawo nezvipfuwo zvedu, hapana kana nechimwechete chinofanira kusara. Muzvipfuwo zvedu ndimo matichasarudza zvatichazobaya tichipisira Tenzi, Mwari wedu. Hatingazivizve kuti ndechipi chatichabayira Tenzi tisati tasvikako.” Sien die hoofstuk |