Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 10:23 - Shona BIBLE

23 havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana VaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 haʋana‐kuʋonana, ʋuye hapanomumŋe wakasimuka paakaŋga agere mazuʋa matatu; asi ʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋaneciedza kwaʋaigara.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

23 havana kuonana, uye hapana mumwe akasimuka paakanga agere namazuva matatu; asi vana vaIsiraeri vose vakanga vane chiedza kwavaigara.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ipapo vaIjipiti vakanga vasisaonani. Hakuna munhu akaedza kubuda mumba make pamazuva iwayo ose. Asi kwaiva navaIsiraeri kwakanga kuine chiedza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ipapo vaIjipiti vakanga vasisaonani. Hakuna munhu akaedza kubuda mumba make pamazuva iwayo ose. Asi kwaiva navaIsiraeri kwakanga kuine chiedza.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 10:23

Volg ons:

Advertensies


Advertensies