Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 9:9 - Shona BIBLE

9 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 KunaShe Mŋari weɗu ndi’ko kunenyasha nokukaŋganwira, nokuti takamumukira;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ishe Mwari wedu ndiye ane ngoni uye anokanganwira, kunyange dai takamumukira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 9:9

Volg ons:

Advertensies

Advertensies