Danieri 8:26 - Shona BIBLE26 Zvawakaratidzwa zvamadekwana nezvamangwanani, zvawakaudzwa, ndezvazvokwadi; asi iwe vanza zvawaona, nokuti ndezvamazuva mazhinji anozouya. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀawakaratidzwa ɀamaɗekwana neɀamaŋgwanani, ɀawakaʋudzwa, ndeɀaɀokwaɗi; asi iwe ʋanza ɀawaʋona, nokuti ndeɀamazuʋa mazhinji anozoʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Zvawakaratidzwa zvamadekwana nezvamangwanani, zvawakaudzwa, ndezvazvokwadi; asi iwe vanza zvawaona, nokuti ndezvamazuva mazhinji anozouya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Chiratidzo chezvamanheru nezvamangwanani charehwa chiya ndechechokwadi. Asi wochipfundira chiratidzo ichocho nokuti ndechezvichauya mushure menguva ndefu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Chiratidzo chezvamanheru nezvamangwanani charehwa chiya ndechechokwadi. Asi wochipfundira chiratidzo ichocho nokuti ndechezvichauya mushure menguva ndefu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Chiratidzo chamadekwana nechamagwanani chakapiwa kwauri ndechechokwadi, asi vanza chiratidzo icho, nokuti ndechenguva inouya.” Sien die hoofstuk |