Danieri 8:19 - Shona BIBLE19 Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Akati: Tarira, ndicakuziʋisa ɀicaʋa’po paŋguʋa yokupedzisira yokutsamŋa kwaJehova, nokuti ndeɀeŋguʋa yakatarwa yokupedzisira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Akati, “Ndichakuzivisa zvichaitika pakupedzisira munguva yehasha, nokuti chiratidzo ndechenguva yakatarwa yokupedzisira. Sien die hoofstuk |