Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 7:5 - Shona BIBLE

5 “Ndikaonazve imwe mhuka, yechipiri, yakafanana nebere; iyo yakanga yakasimudza rumwe rutivi rwayo, uye mumuromo mayo yakanga yakaruma mbabvu nhatu pakati pameno ayo; vakati kwariri, ‘Simuka, upedze nyama zhinji.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ndikaʋona ɀe imŋe mhuka, yecipiri, yakafanana neɓere; iyo yakaŋga yakasimudza rumŋe rutiʋi rwayo, ʋuye mumuromo mayo yakaŋga yakaruma mbabvu nhatu pakati pameno ayo; ʋakati kwariri: Simuka, upedze nyama zhinji.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Ndikaonazve imwe mhuka, yechipiri, yakafanana nebere; iyo yakanga yakasimudza rumwe rutivi rwayo, uye mumuromo mayo yakanga yakaruma mbabvu nhatu pakati pameno ayo; vakati kwariri, ‘Simuka, upedze nyama zhinji.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Onei hecho chimwe chikara chechipiri zvino, chakafanana nebere chakati kwirirei kumwe uku chakaruma namazino pamuromo mbabvu nhatu. Zvino ichi chakanzi, ‘Sumuka udye nyama yakawanda!’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Onei hecho chimwe chikara chechipiri zvino, chakafanana nebere chakati kwirirei kumwe uku chakaruma namazino pamuromo mbabvu nhatu. Zvino ichi chakanzi, ‘Sumuka udye nyama yakawanda!’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Uye hapo pamberi pangu pakanga pane mhuka yechipiri, yakanga yakafanana nebere. Yakanga yakasimudzwa kuno rumwe rutivi rwayo, uye yakanga yakaruma mbabvu nhatu mumuromo mayo. Yakanzi, ‘Simuka udye nyama yako ugute!’

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 7:5

Volg ons:

Advertensies

Advertensies