Danieri 5:19 - Shona BIBLE19 zvino nokuda kwoukuru, hwaakamupa, vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vakadedera nokutya pamberi pake; aiuraya waaida kuuraya, airaramisa waaida kuraramisa, aikwiridza waaida kukwiridza, nokuderedza waaida kuderedza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ɀino nokuɗa kwoʋukuru, bgaakamupa, ʋanhu ʋose namarudzi ose namarimi ose ʋakaɗeɗera nokutya pamberi pake; waiʋuraya waaiɗa kuʋuraya, wairaramisa waaiɗa kuraramisa, waikwiridza waaiɗa kukwiridza, nokuɗeredza waaiɗa kuɗeredza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 zvino nokuda kwoukuru, hwaakamupa, vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vakadedera nokutya pamberi pake; aiuraya waaida kuuraya, airaramisa waaida kuraramisa, aikwiridza waaida kukwiridza, nokuderedza waaida kuderedza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pamusana poukuruukuru hwaakavapa, marudzi ose zvawo nendudzi dzavanhu, ndimi nendimi vaidedera kuvatya. Vaiti wavada kuuraya vouraya, wavainge vada kurega ari mupenyu vorega zvavo. Wavainge vadawo kusumudzira vaimusumudzira pamusoro. Wavaingewo vada zvavo kudzikisira pasi vaidzikisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Pamusana poukuruukuru hwaakavapa, marudzi ose zvawo nendudzi dzavanhu, ndimi nendimi vaidedera kuvatya. Vaiti wavada kuuraya vouraya, wavainge vada kurega ari mupenyu vorega zvavo. Wavainge vadawo kusumudzira vaimusumudzira pamusoro. Wavaingewo vada zvavo kudzikisira pasi vaidzikisa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nokuda kwechinzvimbo chakakwirira chaakamupa, vanhu vose nendudzi dzose navanhu vemitauro yose vakadedera uye vakamutya. Avo vaaida kuuraya, aiuraya, avo vaaida kuraramisa, airaramisa; avo vaaida kusimudzira, aisimudzira; uye avo vaaida kuninipisa, aininipisa. Sien die hoofstuk |