Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 4:22 - Shona BIBLE

22 ndiyemi mambo; imi makakura, mukava nesimba, nokuti ukuru hwenyu hwakakura, hunosvikira kudenga, uye ushe hwenyu hunosvikira kumugumo wenyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 ndiyemi mambo; imi makakura, mukaʋa nesimba, nokuti ʋukuru bgenyu bgakakura, ʋunoȿikira kuɗeŋga, ʋuye ʋushe bgenyu ʋunoȿikira kumugumo wenyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

22 ndiyemi mambo; imi makakura, mukava nesimba, nokuti ukuru hwenyu hwakakura, hunosvikira kudenga, uye ushe hwenyu hunosvikira kumugumo wenyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 muti iwoyo, ndimi, iyemi imi mambo. Makava mukuru mukuru chaiye mukavawo nesimba. Ukuru hwenyu hwakakura zvokutosvika kudenga, umambo hwenyu hwakatosvika nekwakaperera nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 muti iwoyo, ndimi, iyemi imi mambo. Makava mukuru mukuru chaiye mukavawo nesimba. Ukuru hwenyu hwakakura zvokutosvika kudenga, umambo hwenyu hwakatosvika nekwakaperera nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 imi, iyemi mambo, ndimi muti wacho! Mava mukuru uye mune simba; ukuru hwenyu hwakakura kusvika kudenga, uye ushe hwenyu hunosvika kumagumo enyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 4:22

Volg ons:

Advertensies

Advertensies